Лагатып YouVersion
БібліяПланы чытанняВідэа
Атрымаць прыкладанне
Выбар мовы
Значок пошуку

Папулярныя біблейскія вершы з Johani 2

1

Johani 2:11

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea.

Параўнаць

Даследуйце Johani 2:11

2

Johani 2:4

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.”

Параўнаць

Даследуйце Johani 2:4

3

Johani 2:7-8

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Jesu akati kwavari, “Zadzai makate aya nemvura.” Ivo vakaazadza kuti tuba. Akazovati, “Zvino chicherai imwe muendese kuna samukuru womuchato.” Saizvozvo vakaenda nayo.

Параўнаць

Даследуйце Johani 2:7-8

4

Johani 2:19

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Jesu akavapindura achiti, “Pazai Temberi iyi, ini ndigoivakazve namazuva matatu.”

Параўнаць

Даследуйце Johani 2:19

5

Johani 2:15-16

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Akaita tyava nemikosi akadzingira vose kunze kweTemberi, pamwechete nehwai nemombe. Akawodzvorera pasi mari chena yavaitengeserana mari nokupidigurira pasi mateburu avo. Akataurira vainge vachitengesa hangaiwa kuti, “Bvisai zvinhu izvi muno. Hamufaniri kuita imba yaBaba vangu musika.”

Параўнаць

Даследуйце Johani 2:15-16

Папярэдні разьдзел
Наступны разьдзел
YouVersion

Заахвочваем і заклікаем вас кожны дзень шукаць блізкасці з Богам.

Служэнне

Пра дадатак

Кар'ера

Валянтэрства

Блёг

Прэса

Карысныя спасылкі

Дапамога

Ахвяраваць

Пераклады

Аўдыё Бібліі

Мовы Бібліі

Верш дня


Лічбавае служэнне

Life.Church
Беларуская

©2026 Life.Church / YouVersion

Палітыка прыватнасьціУмовы карыстаньня
Праграма раскрыцця ўразлівасцяў
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest