Asi ʋuta bgake bgakaramba ʋunesimba,
Maʋoko eɀanza ɀake akasimbiswa
Namaʋoko oWamasimba ose waJakobo,
(Ndi’po panobva Mufudzi, neBge raIsraeri),
Mŋari waɓaɓa ʋako ucakuɓatsira;
Wamasimba ose, ucakuropafadza
Neropafadzo dzinobva kuɗeŋga kumsoro,
Ropafadzo dzinobva pamvura yakadzika iri pasi,
Ropafadzo dzamazamu nedzeciɀaro.