Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Johani 17

1

Johani 17:17

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

“Muvaite vatsvene muchokwadi; shoko renyu ichokwadi.

Compara

Explorar Johani 17:17

2

Johani 17:3

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Upenyu husingaperi ndihwo, kuti vakuzivei imi, Mwari ari oga wechokwadi, naJesu Kristu, wamakatuma.

Compara

Explorar Johani 17:3

3

Johani 17:20-21

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

“Handinyengetereri ava bedzi, asi naivo vanotendawo kwandiri neshoko ravo, kuti vose vave vamwe; semi baba muri mandiri, neni mamuri; kuti naivo vave matiri, kuti nyika itende kuti makandituma.

Compara

Explorar Johani 17:20-21

4

Johani 17:15

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete panowakaipa.

Compara

Explorar Johani 17:15

5

Johani 17:22-23

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

“Neni ndakavapa kubwinya kwamakandipa; kuti vave vamwe, sesu tiri vamwe; ini mavari, nemi mandiri, vakwaniswe kuva vamwe; kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada sezvamakandida ini.

Compara

Explorar Johani 17:22-23

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Johani 17

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
English (US)

©2025 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest

Inici

La Bíblia

Plans

Vídeos