બાઇબલ એપ લોગો
શોધ આઇકન

Mateu 6:30

Mateu 6:30 SNA2002

“Zvino kana Mwari achipfekedza saizvozvo uswa hwebundo, huripo nhasi, huchikandirwa muchoto mangwana, haangakupfekedze nokupfuurisa imi vokutenda kuduku here?

Mateu 6 વાંચો

મફત વાંચન યોજનાઓ અને Mateu 6:30થી સંબંધિત મનન