YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Genesi 4の有名な聖句

1

Genesi 4:7

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Kana ukaita zvakanaka, haungafari here pachiso chako? Kana usingaiti zvakanaka, zvivi zvinokuhwandira pamusuo; zvichakutsvaka, asi iwe unofanira kuzvikunda.”

比較

Genesi 4:7で検索

2

Genesi 4:26

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

NaSeti wakaberekerwa mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Nenguva iyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha.

比較

Genesi 4:26で検索

3

Genesi 4:9

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Arikupiko Abhero, mun'una wako?” Iye akati, “Handizivi, ndini mufudzi womun'una wangu here?”

比較

Genesi 4:9で検索

4

Genesi 4:10

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika.

比較

Genesi 4:10で検索

5

Genesi 4:15

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Jehovha akati kwaari, “Naizvozvo ani naani anouraya Kaini achatsiviwa kanomwe.” Jehovha ndokuisira Kaini chiratidzo, kuti munhu anozomuwana arege kumuuraya.

比較

Genesi 4:15で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest