YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Genesi 11 - 인기 성경 구절

1

Genesi 11:6-7

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Jehova akati: Tarirai, ʋanhu aʋa ndiʋamŋe, ʋanorurimi rumŋe ʋose; ɀino ndiɀo ɀaʋanotaŋga kuita; ɀino hakucinecinhu caʋaŋgaɗa kuita caʋaŋgadziʋiswa. Hendei, tiɓuruke, tindopesanisa rurimi rwaʋo ipapo, kuti ʋarege kunzwana kana ʋotaurirana.

비교

Genesi 11:6-7 살펴보기

2

Genesi 11:4

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Ʋakati: Ʋuyai, ŋgatiɀiʋakire guta, noruȿiŋgo, runomusoro unoȿikira kuɗeŋga; tiɀimutsire mukurumbira, kuti tirege kupararira panyika yose.

비교

Genesi 11:4 살펴보기

3

Genesi 11:9

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Naiɀoɀo ʋakaritumidza Baberi, nokuti ipapo Jehova wakapesanisa rurimi rwenyika yose; Jehova akaʋaparadzira ipapo, ʋakaenda kunyika dzose.

비교

Genesi 11:9 살펴보기

4

Genesi 11:1

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Nyika yose yakaŋga inorurimi rumŋe nokutaura kumŋe.

비교

Genesi 11:1 살펴보기

5

Genesi 11:5

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Ipapo Jehova wakaɓuruka kuzotarira guta noruȿiŋgo, rwakaŋga ruciʋakwa naʋanakomana ʋaʋanhu.

비교

Genesi 11:5 살펴보기

6

Genesi 11:8

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Jehova akaʋaparadzira ipapo, ʋakapararira panyika yose, ʋakarega kuʋaka guta raʋo.

비교

Genesi 11:8 살펴보기

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트