1
Genesi 43:23
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Iye akati: Farai henyu, musatya; Mŋari wenyu, Mŋari waɓaɓa ʋenyu, wakakupai fuma muhomo dzenyu; mari yenyu yakaȿika kwandiri. Akaʋaɓuɗisira Simeoni.
비교
Genesi 43:23 살펴보기
2
Genesi 43:30
Ɀino Josefa akakurumidza, nokuti mŋoyo wake wakacema munuŋuna wake, akatȿaka paaŋgacema; akapinda muimba yake yomukati, akacema’po.
Genesi 43:30 살펴보기