1
Genesi 46:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Akati: Ndini Mŋari, iye Mŋari waɓaɓa ʋako; usatya hako kuɓurukira Egipita; nokuti ndicakuita rudzi rukuru ikoko
비교
Genesi 46:3 살펴보기
2
Genesi 46:4
ndicaɓurukira Egipita newe, ndigokudzosa ɀe ɀirokwaɀo; Josefa ndiye ucatsika meso ako.
Genesi 46:4 살펴보기
3
Genesi 46:29
Ipapo Josefa akagadzira ŋgoro yake, akakwira Gosheni, kundosoŋgana naIsraeri, ɓaɓa ʋake; akaɀiziʋisa kwaʋari, akawira pamutsipa waʋo, akacema pamutsipa waʋo ŋguʋa huru.
Genesi 46:29 살펴보기
4
Genesi 46:30
Israeri akati kunaJosefa: Ɀino ŋgandicifa haŋgu, nokuti ndaʋona ciso cako, kuti uciri mupenyu.
Genesi 46:30 살펴보기