1
Genesi 50:20
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Kana muri’mi, makandifuŋgira ɀakaipa, asi Mŋari wakafuŋga kuti ɀiʋe ɀakanaka, kuti ɀiitwe seɀinoitwa nhasi, kuti ʋanhu ʋazhinji ʋararamiswe.
비교
Genesi 50:20 살펴보기
2
Genesi 50:19
Josefa akati kwaʋari: Musatya, nokuti ini ndiri pacigaro caMŋari here?
Genesi 50:19 살펴보기
3
Genesi 50:21
Naiɀoɀo ɀino musatya: ndicakuceŋgetai, nepxere dzenyu. Akaʋanyaradza, akataura naʋo nomŋoyo wakanaka.
Genesi 50:21 살펴보기
4
Genesi 50:17
Taurai naJosefa, muti: Ɀino ɗokaŋganwirai henyu kutadza kwaʋakoma ʋenyu; neɀiʋi ɀaʋo, nokuti ʋakakuitirai ɀakaipa; ɀino ɗokaŋganwirai kutadza kwaʋaranda ʋaMŋari waɓaɓa ʋenyu. Josefa akacema pakutaura kwaʋo naye.
Genesi 50:17 살펴보기
5
Genesi 50:24
Josefa akati kuhama dzake: Ndofa, asi Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nokukuɓuɗisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abrahama, naIsaka, naJakobo.
Genesi 50:24 살펴보기
6
Genesi 50:25
Josefa akapikisa ʋana ʋaIsraeri, akati: Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nemi mutakure mafupa aŋgu abve pano.
Genesi 50:25 살펴보기
7
Genesi 50:26
Ipapo Josefa akafa, aʋa namakore anezana negumi; ʋakamusasika, akaiswa mubokisi paEgipita.
Genesi 50:26 살펴보기