Genesi 22:15-16

Genesi 22:15-16 SUB1949

Ipapo mutumŋa waJehova wakaɗana Abrahama rwecipiri, ari kuɗeŋga, akati: Ɀanzi naJehova: Ndakapika neni ndimene, ndiciti: Ɀawaita iɀoɀo, ukasandinyima mŋanakomana wako mumŋe cete;

Genesi 22:15-16: 관련 무료 묵상 계획