Genesi 35:11-12
Genesi 35:11-12 SUB1949
Ɀino Mŋari akati kwaari: Ndini Mŋari wamasimba ose; ɓereka ʋana, uwande; rudzi neɓoka rendudzi ɀicaɓuɗa kwauri, namadzishe acaɓuɗa paciʋuno cako; nyika yandakapa Abrahama naIsaka, ndicakupa iyo; ʋana ʋako ʋanokuteʋera ndicaʋapa nyika iyo.



