Genesi 49:22-23
Genesi 49:22-23 SUB1949
Josefa iɗaʋi rinoɓereka, Iɗaʋi rinoɓereka patsime; Mataʋi ake anoɗarika madziro. Ʋafuri noʋuta ʋakamutambudza kwaɀo, Ʋakamufura, ʋakamuʋeŋga;