1
Genesi 10:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kushi wakaɓereka Nimirodi, ndiye wakataŋga kuʋa nesimba panyika.
तुलना करा
एक्सप्लोर करा Genesi 10:8
2
Genesi 10:9
Wakaŋga ari mudzimba mukuru pamberi paJehova; naiɀoɀo ʋanoti: SaNimirodi, mudzimba mukuru pamberi paJehova.
एक्सप्लोर करा Genesi 10:9
मुख्य
बायबल
योजना
व्हिडिओ