1
Ruka 24:49
Shona Bible 1949, revised 2002
Tarirai, ndinotuma pamusoro penyu chipikirwa chaBaba vangu; asi imi garai muguta, kusvikira mapiwa simba rinobva kumusoro.”
နှိုင်းယှဉ်
Ruka 24:49ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
2
Ruka 24:6
“Haapo pano, amuka. Fungai zvaakakuudzai achiri Gariria
Ruka 24:6ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
3
Ruka 24:31-32
Ipapo meso avo akasvinudzwa, vakamuziva; akanyangarika kwavari. Vakataurirana, vachiti, “Ko mwoyo yedu yakanga isingapisi mukati medu, achitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here?”
Ruka 24:31-32ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
4
Ruka 24:46-47
Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu; kuti marudzi ose aparidzirwe nezita rake kutendeuka nokukanganwirwa zvivi, vachitanga muJerusaremu.
Ruka 24:46-47ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
5
Ruka 24:2-3
Vakawana ibwe rakunguruswa, rabviswa pabwiro, vakapinda, vakashayiwa chitunha chashe Jesu.
Ruka 24:2-3ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
ပင်မစာမျက်နှာ
ကျမ်းစာ
အစီအစဉ်
ဗီဒီယို