1
Mapisarema 19:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mashoko omuromo waŋgu nokuraŋgarira kwomŋoyo waŋgu ŋgaɀifadze pamberi penyu, Imi Jehova, ɗombo raŋgu, nomudzikinuri waŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 19:7
Murairo waJehova wakakwana, unoponesa mŋeya; Cipupuriro caJehova ndecaɀokwaɗi, cinopa ʋasinamano njere.
3
Mapisarema 19:1
Kuɗeŋga‐ɗeŋga kunoparidzira kubginya kwaMŋari; Ʋuye ɗeŋga rinoratidza ɓasa ramaʋoko ake.
4
Mapisarema 19:8
Ɀinorairwa naJehova ɀakarurama, ɀinofadza mŋoyo; Murau waJehova wakaiȿo‐naka, unovenekera meso.
5
Mapisarema 19:9
Kutya Jehova kwakanaka, kunogara nokusiŋgaperi; Ɀakatoŋgwa naJehova ndeɀaɀokwaɗi, ɀakarurama kwaɀo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo