1
Jeremiya 26:13
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Saka zvino chitogadziridzai nzira dzenyu nezviito zvenyu mugoteerera inzwi raTenzi, Mwari wenyu. Tenzi achadzora mwoyo orega kuita kwamuri zvaakareva nezvenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 26:3
Zvimwe vangateerere, munhu wose akatendeuka pakuita kwake kwakaipa kuitira kuti ndirege kuita kwavari chakaipa chandanga ndavarongera pamusana pezvakaipa zvavakaita.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo