Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Hosea 3

3
Mukadzi wecipiri woʋufeʋe waHosea unofananidzira Israeri.
1Ɀino Jehova akati kwandiri: Cienda ɀe, undoɗa mukadzi unoɗikanwa nomurume wake, asiciri cifeʋe, seɀinoɗa Jehova ʋana ʋaIsraeri, kunyaŋge ʋacitsaukira kunaʋamŋe ʋamŋari, ʋaciɗa mapundu amazambiriŋga. 2Naiɀoɀo ndakamuteŋga namasirveri anegumi namashanu, nehomeri yebari, nehomeri hafu yebari; 3ndikati kwaari: Ucafanira kundimirira mazuʋa mazhinji; haufaniri kupata, haufaniri kuʋa mukadzi womumŋe murume; neni ʋo ndicaita saiɀoɀo kwauri. 4Nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋacagara mazuʋa mazhinji ʋasinamambo, ʋasinomucinda, ʋasineɀiɓayiro, ʋasineshoŋgwe, ʋasineefodi kana terafimi. 5Pashure ʋana ʋaIsraeri ʋacadzoka ʋacitȿaka Jehova Mŋari waʋo naDavidi mambo waʋo; ʋacaʋuya kunaJehova ʋacitya, nokuʋunyoro bgake namazuʋa okupedzisira.

Zvasarudzwa nguva ino

Hosea 3: SUB1949

Sarudza vhesi

Pakurirana nevamwe

Sarudza zvinyorwa izvi

None

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda