Mŋari, imi muri Mŋari waŋgu; ndicakutȿakai maŋgwanani; Mŋeya waŋgu unenyota kwamuri, nyama yaŋgu inokushuʋai, Panyika yakawoma, inonzwisa nyota, isinemvura.
Verenga chikamu Mapisarema 63
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 63:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo