Zvino Jehovha akati, “Muranda wangu Isaya sezvaakafamba asine nguo asine shangu makore matatu akava chiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neItiopia; saizvozvo mambo weAsiria achaenda navatapwa veIjipiti navakadzingwa veItiopia, vaduku navakuru, vasina nguo vasina shangu, vakafukurwa zviuno, chive chinyadzo cheIjipiti.
Verenga chikamu Isaya 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 20:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo