1 VaKorinde 13:11
1 VaKorinde 13:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pandakanga ndichiri mwana muduku ndaitaura somwana muduku; ndaifunga somwana mudiki ndairangarira somwana muduku asi pandakazova murume mukuru ndakakanda pasi zvohwana huduku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ini ndiciri mŋana, ndaitaura somŋana, ndaifuŋga somŋana, ndairaŋgarira somŋana; ɀino ɀandaʋa murume, ndabvisa ɀinhu ɀomŋana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pandaiva mwana ndaitaura somwana, ndaifunga somwana, ndairangarira somwana. Zvino zvandava murume, ndakabvisa zvinhu zvoumwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 13