1 VaKorinde 13:13
1 VaKorinde 13:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka chitendero nechitarisiro norudo zviripo zviri zvitatu, asi chikuru chazvo rudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino kutenda, netariro, noruɗo, ɀitatu iɀi, ndiɀo ɀinogara; asi cikuru pakati paɀo ndirwo ruɗo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye zvinhu zvitatu izvi ndizvo zvinogara, zvinoti kutenda, tariro norudo. Asi chikuru pakati peizvi ndirwo rudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 13