1 VaKorinde 13:2
1 VaKorinde 13:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange ndiine chipo chokuporofita ndichinzwisisa zvakavandika zvose, ndiine ruzivo rwose; kunyange dai ndiine chitendero chakaperera chinosudurudza makomo asi ndisina rudo hapana zvandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kunyaŋge ndinecipo cokuprofita, ndicinzwisisa ɀakaʋanzika ɀose, nokuziʋa kwose; kunyaŋge ndinokutenda kwose, kuti ndibvise makomo, ndisinoruɗo, handizi cinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ndine chipo chokuprofita uye ndichinzwisisa zvakavanzika zvose noruzivo rwose, uye kana ndino kutenda kunofambisa makomo, asi ndisina rudo, handisi chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 13