1 VaKorinde 13:3
1 VaKorinde 13:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange dai ndikagovera zvose zvandinazvo uye kunyange ndikapa muviri wangu kuti upiswe asi ndisina rudo hapana chandinowana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kunyaŋge ndagoʋera ʋarombo ɀose ɀandinaɀo, kunyaŋge ndikaisa muʋiri waŋgu kuti ndipiswe, ndisinoruɗo, handiɓatsirwi cinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ndikagovera zvose zvandinazvo kuvarombo uye kana ndikaisa muviri wangu kuti upiswe, asi kana ndisina rudo, hazvindibatsiri chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 13