1 VaKorinde 15:55-56
1 VaKorinde 15:55-56 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rufu rwakamedzwa nokukurirwa kwarwakaitwa Nhai rufu kukurira kwako kuripi? Iwe rufu rumborera rwako ruripi? Rumborera rwerufu chitadzo. Simbawo rechitadzo mutemo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:55-56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kuripiko kukunda kwako iwe rufu? Rwuripiko rumborera rwako, iwe rufu?” Rumborera rwerufu ndicho chivi, uye simba rechivi ndiwo murayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:55-56 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Iwe rufu, kukunda kwako kuripiko? Iwe rufu, rumborera rwako ruripiko?” Rumborera rworufu ndizvo zvivi; nesimba rezvivi ndiwo murayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 15