1 VaKorinde 15:58
1 VaKorinde 15:58 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo, hama dzangu dzadiwa, rambai makasimba musingatsukutsiki musingasiyani kwazvo nebasa raTenzi tichiziva kuti muna Tenzi basa renyu harishai maturo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, hama dzangu dzinodikanwa, mirai makasimba. Pashayiwe chinhu chingakuzungunusai. Muchishandira Ishe zvikuru nguva dzose, nokuti munoziva kuti kubata basa kwenyu muna She hakungavi pasina.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:58 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka, hama dzangu dzinodikanwa, mirai makasimba, murege kuzununguswa, mushandire Ishe zvikuru nguva dzose, muchiziva kuti kubata basa kwenyu hakungavi pasina muna Ishe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 15