1 VaKorinde 9:24
1 VaKorinde 9:24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Hamuziʋi here kuti aʋo ʋanoita nhaŋgemutaŋge, ʋanomhanya ʋose, asi mumŋe cete unopiwa muɓairo? Mhanyai saiɀoɀo, kuti muuwane.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hamuzivi here kuti panhangemutange vanhu vose vanomhanya, asi mumwe chete ndiye anopiwa mubayiro? Mhanyai zvokuti mugowana mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hamuzivi here kuti avo vanoita nhangemutange, vanomhanya vose, asi mumwechete anopiwa mubayiro? Mhanyai saizvozvo, kuti muuwane.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 9