1 VaKorinde 9:27
1 VaKorinde 9:27 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
asi ndinorwadzisa muʋiri waŋgu, ndiciuita muranda; kuti ɀimŋe ini, ndamboparidzira ʋamŋe, ndirege kuʋa wakarashwa ndimene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwete, ndinorovedzera muviri wangu uye ndinouita muranda wangu kuitira kuti mushure mokunge ndapedza kuparidzira vamwe, ini pachangu ndirege kushayiwa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi ndinorwadzisa muviri wangu, ndichiuita muranda; kuti zvimwe ini, ndamboparidzira vamwe, ndirege kuva akaraswa ndimene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 9