1 Johani 4:7
1 Johani 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vadikanwi, ngatidane; nokuti rudo runobva kuna Mwari; mumwe nomumwe, anoda, akaberekwa naMwari, anoziva Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vadikanwi ngatidananei nokuti rudo runobva kuna Mwari. Munhu wose ano rudo akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 4