1 Johani 5:15
1 Johani 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kana tichiziva kuti anotinzwa pazvose zvatinokumbira, tinoziva kuti tava nazvo zvatakumbira kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino kana tichiziva kuti unotinzwa pazvose zvatinokumbira, tinoziva kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana tichiziva kuti anotinzwa pane zvose zvatinomukumbira, izvozvo ndizvo zvatinoziva nazvo kuti kana tikakumbira chinhu kwaari tatochiwana kare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 5