Mabasa 13:47
Mabasa 13:47 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Ishe wakatirayira saizvozvo, achiti, ‘Ndakakuisa kuti uve chiedza chavahedheni, Kuti uve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 13Mabasa 13:47 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndizvo zvatakaudzwa naTenzi kuti tinofanira kuita paakati, “ ‘Inga ndakaita kuti uve chiedza kune vechirudzi kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 13Mabasa 13:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti izvi ndizvo zvakarayirwa kwatiri naShe achiti: “ ‘Ndakakuitai chiedza kune veDzimwe Ndudzi, kuti muvigire migumo yenyika ruponeso.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 13