Mabasa 14:9-10
Mabasa 14:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akateerera Pauro paakanga achitaura. Pauro akamutarisisa, akaona kuti akanga ano kutenda kuti angaporeswa akadanidzira akati, “Simuka netsoka dzako!” Ipapo, murume akakwakuka akatanga kufamba.
Mabasa 14:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Akateerera Pauro achitaura. Pauro akanyatsomutarisisa. Paakaona kuti ane chitendero chokuti angaponeswe akataura nezwi riri pamusoro akati, “Simuka umire namakumbo ako.” Iye akakwakuka akafamba.
Mabasa 14:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akanzwa Pauro achitaura; zvino iye akati achimutarisisa, akaona kuti anokutenda kuti angaporeswa, akati nezwi guru, “Mira kwazvo netsoka dzako.” Iye akavazuka, akafamba.
Mabasa 14:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akateerera Pauro achitaura. Pauro akanyatsomutarisisa. Paakaona kuti ane chitendero chokuti angaponeswe akataura nezwi riri pamusoro akati, “Simuka umire namakumbo ako.” Iye akakwakuka akafamba.