Mabasa 4:13
Mabasa 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vachiona kusatya kwaPetro naJohani uye vachiziva kuti vakanga vasina kudzidza, vachingova vanhuwo zvavo, vakakatyamara uye vakarangarira kuti varume ava vaiva naJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4Mabasa 4:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vachiona kusatya kwaPetirosi naJohani, vachinzwisisa kuti vaiva vanhu vasina kudzidza, vasingazivi chinhu, vakashamiswa; vakavaziva kuti vaiva naJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4Mabasa 4:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakaona chivindi chaPita naJohani uye vachiona kuti vanhu vasina kudzidza, vachingova vanhuwo zvavo, vakashamiswa. Vakazviona kuti vakambenge vaina Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4