Mabasa 4:32
Mabasa 4:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vatendi vose vakanga vano mwoyo mumwe nendangariro imwe. Hakuna aiti chimwe chezvaaiva nazvo ndechake oga, asi vakagovana zvose zvavakanga vanazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4Mabasa 4:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vazhinji vose vavaitenda vaiva nomwoyo mumwe nomweya mumwe; kwakanga kusina mumwe aiti chimwe chaaiva nacho ndechake, asi zvinhu zvose vakati ndezvavose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4Mabasa 4:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikwata chevaitenda vaya vakanga vaine mwoyo mumwechete uye hapana aiti chake ndechake. Zvinhu zvavo zvaiva zvavo vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4