Muparidzi 7:14
Muparidzi 7:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Fara nezuʋa rokugara ɀakanaka, raŋgarira nezuʋa rokutambudzika; Mŋari ndiye wakaita iɀoɀo ɀose ɀiʋiri, kuti munhu arege kuziʋa ɀiri mberi kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana zvinhu zvakanaka, fara; asi kana nguva dzakaipa, rangarira kuti: Mwari ndiye akaita izvozvo zvose zviri zviviri. Naizvozvo, munhu haagoni kuziva chinhu pamusoro peramangwana rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Fara nezuva rokugara zvakanaka, rangarira nezuva rokutambudzika; Mwari ndiye akaita izvozvo zvose zviviri, kuti munhu arege kuziva zviri mberi kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7