Muparidzi 7:5
Muparidzi 7:5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀirinani kuti munhu anzwe kutuka kwaʋakacenjera, pakuti anzwe kuimba kwamapenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviri nani kuteerera kutsiura kwomunhu akachenjera, pano kuteerera rwiyo rwamapenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zviri nani kuti munhu anzwe kutuka kwavakachenjera, pakuti anzwe kuimba kwamapenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7