Genesisi 17:1
Genesisi 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Abhurama akati ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa, Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; famba pamberi pangu uye uve wakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Abhuramu wakati asvika makore ana makumi mapfumbamwe namapfumbamwe, Jehovha akazviratidza kuna Abhuramu, akati kwaari, “Ndini Mwari waMasimbaose, famba pamberi pangu, uve wakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Abhuramu paakanga ava namakore makumi mapfumbamwe, Tenzi akazviratidza kwaari akati, “Ndini Aripagomo. Tevera gwara rangu uvewo munhu akarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17