Genesisi 17:11
Genesisi 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munofanira kudzingiswa, uye ichi chichava chiratidzo chesungano pakati pangu newe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mudzingiswe panyama yechikanda chenyu chapamberi, kuti chive chiratidzo chesungano iri pakati pangu nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munofanira kudzingiswa. Kudzingiswa ikoku ndiko kuchava chiratidzo chechitenderano changu nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17