Genesisi 17:17
Genesisi 17:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Abhurahamu akati gwadagwa akatyora uso akazviti nechomumwoyo, “Iye munhu ane zana ramakore angaite mwana nhai? Ko Sara ava namakumi mapfumbamwe amakore angabereke mwana nhai?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Abhurahama akawira pasi nechiso chake, akaseka uye akati mumwoyo make, “Ko, mwanakomana angaberekwa nomunhu ava namakore zana okuberekwa here? Ko, Sara angabereka mwana iye ava namakore makumi mapfumbamwe here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Abhurahamu wakawira pasi nechiso chake, akaseka, akati mumwoyo make, “Ko munhu ana makore ane zana ungaberekerwa mwana here? NaSara, wava namakore ana makumi mapfumbamwe, angabereka here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17