Genesisi 17:7
Genesisi 17:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Ndichaita chitenderano changu newe chichagara nokusingaperi chinosvikira kuvana vako pazvizvarwa zvavo zvose zvichauya chokuti ndichava Mwari wako nowavana vako vachauya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichasimbisa sungano yangu sesungano isingaperi pakati pangu newe uye nezvizvarwa zvako zvinotevera kumarudzi achauya, kuti ndive Mwari wako naMwari wezvizvarwa zvako zvinotevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndichasimbisa sungano yangu pakati pangu newe, navana vako vanokutevera pamarudzi avo ose, kuti ive sungano isingaperi; ndichava Mwari wako Noavana vako vanokutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17