Genesisi 17:8
Genesisi 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nyika yose yeKenani, mauri mutorwa zvino, ndichaipa kwauri nokusingaperi kuti ive yako nezvizvarwa zvako zvinokutevera; uye ini ndichava Mwari wavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakupa iwe navana vako vanokutevera, nyika mauri mutorwa iwe, nyika yeKenani yose, kuti ive yako nokusingaperi; ini ndichava Mwari wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17Genesisi 17:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichapa iwe navana vako vachauya nyika ino yauchiri kumboti apa garei tamei apa garei. Nyika yose yeKanani ichava yavana vako narini wose, ini ndichava Mwari wavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 17