Genesisi 19:17
Genesisi 19:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vavabudisa kunze, mumwe akati, “Tiza nokuda kwoupenyu hwako, usacheuka shure kwako, kana kumira pabani rose, tizira kugomo, kuti urege kuparadzwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19Genesisi 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vachangovabudisa kunze, mumwe wavo akati, “Tizai nokuda kwoupenyu hwenyu! Musacheuka, uye musamira papi zvapo mubani! Tizirai kumakomo kuti murege kuparadzwa!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19Genesisi 19:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakasvika navo kunze kweguta vakati, “Chitotizai muponese upenyu hwenyu, musacheuke muchitarisa shure kana kumira papi zvapo mubani. Tizirai kugomo mungadaro mukaparadzwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19