Isaya 12:2
Isaya 12:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tarisai muone, kuti Mwari ndiye ruponeso rwangu, ndinovimba naye handichatyi nokuti iye Tenzi Mwari, ndiye simba rangu, ndiye rumbo rwangu ndiye ava ruponeso rwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye uye handingatyi. Jehovha, Jehovha ndiye simba rangu nerwiyo rwangu; ava ruponeso rwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye, handingatyi; nokuti Jehovha, iye Jehovha, ndiye simba rangu norwiyo rwangu; iye wava ruponeso rwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12