Isaya 12:4
Isaya 12:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pazuva iroro muchati, “Ngatitendei Tenzi tidaidze zita rake tiparidze mabasa ake kumarudzi avanhu tichivazivisa kuti zita rake izita romukurumbira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva iro muchati, “Vongai Jehovha, danai kuzita rake; zivisai zvaakaita pakati pendudzi, uye muparidze kuti zita rake risimudzirwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nezuva iro muchati, “Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12