Isaya 17:3
Isaya 17:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nhare ichabviswa panaEfuremu, noushe paDhamasiko; vakasara veSiria vachava sembiri yavana vaIsiraeri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 17Isaya 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Maguta akakomberedzwa namasvingo achanyangarika achibva pana Efuremu, uye simba roushe kubva paDhamasiko; vakasara veAramu vachava sembiri yavaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 17Isaya 17:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Guta retsvingo richaparara kwaEfuremu kuDhamasikusi umambo huchabviswa chitsama chichasara cheveSiria chichaita zvakaitika kumukurumbira wevanhu vokwaIsiraeri,” ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 17