Isaya 30:1
Isaya 30:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvanzi naJehovha, “Vane nhamo vana vanondimukira, vanofunga mano vasingandibvunzi, vanoita sungano zvisingabvi paMweya wangu, kuti vawedzere zvivi nezvivi
Isaya 30:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Vane nhamo vana vakasindimara,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuna avo vanoita urongwa husati huri hwangu, vanoita sungano, asi vasingaiti noMweya wangu, vachiunganidza chivi pamusoro pechivi
Isaya 30:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTenzi, “Mune nhamo imi, mhandupandu dzavanhu. Munotoita zvenyu zvamunenge maronga imi Musingaite zvangu ini. Munotoita zvenyu bangano risinei zvaro nemweya wangu muchitowedzera zvenyu chitadzo pamusoro pechimwe chitadzo.
Isaya 30:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀanzi naJehova: Ʋanenhamo ʋana ʋanondimukira, ʋanofuŋga mano ʋasiŋgandibvunzi, ʋanoita suŋgano ɀisiŋgabvi paMŋeya waŋgu, kuti ʋawedzere ɀiʋi neɀiʋi
Isaya 30:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)