Isaya 5:20
Isaya 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vane nhamo avo vanoti zvakaipa ndizvo zvakanaka, uye zvakanaka ndizvo zvakaipa, vanoisa rima panzvimbo yechiedza nechiedza panzvimbo yerima, vanoisa zvinovava panzvimbo yezvinotapira, nezvinotapira panzvimbo yezvinovava.
Isaya 5:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vane nhamo vanoti zvakaipa ndizvo zvakanaka, uye zvakanaka kuti ndizvo zvakaipa, vanoisa rima panzvimbo yechiedza, nechiedza panzvimbo yerima; vanoisa zvinovava panzvimbo yezvinotapira, nezvinotapira panzvimbo yezvinovava.
Isaya 5:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvichakuwanai imi munoti zvakaipa zvakanaka, zvakanaka muchizviti zvakaipa munosandura rima muchiriita chiedza chiedza muchiita rima muchiisawo zvinovava panzvimbo pezvinotapira zvinotapira muchiisa panzvimbo pezvinovava.
Isaya 5:20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋanenhamo ʋanoti ɀakaipa ndiɀo ɀakanaka, ʋuye ɀakanaka kuti ndiɀo ɀakaipa, ʋanoisa rima panɀimbo yeciedza, neciedza panɀimbo yerima; ʋanoisa ɀinoʋaʋa panɀimbo yeɀinotapira, neɀinotapira panɀimbo yeɀinoʋaʋa.
Isaya 5:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)