Jakobho 5:15
Jakobho 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye munyengetero unoitwa mukutenda uchaita kuti munhu anorwara apore; Ishe achamumutsa. Kana akatadza, acharegererwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 5Jakobho 5:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kunyengetera kwokutenda kuchaponesa anorwara, Ishe achamumutsa; kana akaita zvivi achazviregererwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 5Jakobho 5:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munamato uyu wechitendero uchaponesa murwere. Tenzi achamumutsa uye kana akapara zvitadzo acharegererwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 5