Jeremia 25:5
Jeremia 25:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ivo vakati, “Dzokai zvino mumwe nomumwe wenyu, kubva panzira dzenyu dzakaipa nepamabasa enyu akaipa, mugogara munyika yamakapiwa naJehovha imi namadzibaba enyu nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 25Jeremia 25:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vachiti, ‘Dzokai zvino mumwe nomumwe panzira yake yakaipa, napazvakaipa zvamunoita, mugare munyika yamakapiwa naJehovha, imi namadzibaba enyu, kubva kare nakare kusvikira pakusingaperi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 25Jeremia 25:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
achiti, ‘Chitodzokai izvozvi munhu wose asiyane nenzira yake yakaipa netwakaipa twaanobata mugogara munyika iyi yamakapiwa imi namadzibaba enyu kubvira kare kare nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 25