Johani 13:14-15
Johani 13:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana ini, Ishe wenyu noMudzidzisi wenyu, ndashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu. Ndakupai muenzaniso kuti muite sezvandakuitirai imi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13Johani 13:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu. “Ndakakuratidzai makwara kuti muite imi sezvandakakuitirai ini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13Johani 13:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana ini Tenzi nomudzidzisi wenyu ndakushambidzai tsoka kudai, imi munofanira kushambidzanawo tsoka. Nokuti ndatokupai muenzaniso izvozvi kuti muitewo zvandakuitirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13