Johani 19:28
Johani 19:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwaizvozvo, achiziva kuti zvose zvainge zvapera zvino, uye kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe, Jesu akati, “Ndava nenyota.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shure kwaizvozvo, Jesu akati achiziva kuti zvose zvapera, kuti Rugwaro ruitike, akati, “Ndine nyota.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19